Você adora a música Wende? Não consegue entender bem o que ela diz? Precisa da letra de Wende de Jah Prayzah? Você está no lugar que tem as respostas para seus anseios.
Wenge mhuka (haa haa)
Wenge bere (haa)
Wenge mhuka (haa)
Wenge bere (wenge bere)
Vanondityira kure
Vanoti pamwe ndine gona
Seiko kusina mumwe
Mumwe wenyu
Anoti Mukombe unogona
Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera
Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera
Tsanangudzo dzakanangana nemi, eheee
Dai manga madzibvuma
Munenge muchiendepiko murusero, eheee
Haaa makamonerera zvuma
Rimwe zuva muchaona makumbeya-mbeya, eheee
Haaa muchati dhuma neni dhuma
Here heee hiyere hiye hiye, eheee
Muchavata mundove sehumba
Here heee hiyere hiye hiye, eheee
Haaa muchati dhuma neni dhuma
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Ndavadzora vanga vatetereka vakomana
Haiwa kushora muchinyanya
Inga ndimi manga manyangarika asikana
Haiwa kureva muchinyanya
Mondiperekedza kana ndoenda muchiona
Hoyi hoyi hoyi hoyi hoyi hoyi
Mucharinda rinda rangu kusvikira ndaora
Hoyi hoyi hoyi hoyi hoyi hoyi
Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka
Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Batidza moto wematanda
Ndokuti vatsike mavhunze iwe
(Hauvazive here, varoyi hauvazive here)
Vanonokupindirai mudzimba
Ndovanokufukura mugomba akomana
(Hauvazive here, varoyi hauvazive here)
Ndiyerese iwe kuti varambe vari kunze iwe
(Hauvazive here, varoyi hauvazive here)
Havagone kutenda, panoda kutendwa
(Hauvazive here, varoyi hauvazive here)
Hoyi hoyi haaa hoo oo hoyi hoyi yowere (wenge bere)
Hoyi hoyi haaa hoyi hoyi yowere (wenge mhuka)
Hoo hoyi hoyi haaa hoyi yowere (wenge bere)
Hoo hoyi hoyi haaa hoyi yowere (wenge mhuka)
Hoyi hoyi hoo oo hoyi hoyi (wenge bere)
Hoyi hoyi haaa hoyi yowere (wenge mhuka)
Hoo hoyi hoo oo hoyi hoyi (wenge bere)
Here, ndimi here (hama dzangu)
Haaa here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Haaa here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Hoyo negomo watetereka (hama dzangu)
Wakamukira mukwenga (hama dzangu)
Dzangano (hama dzangu)
Dzangova ngano (hama dzangu)
Hona vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Haaa vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama mukoma (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama here (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu..
O motivo mais comum para querer conhecer a letra de Wende é que você gosta muito dela. Óbvio, não é?
Saber o que diz a letra de Wende nos permite colocar mais sentimento na interpretação.
Sinta-se como uma estrela cantando a música Wende de Jah Prayzah, mesmo que sua plateia sejam apenas seus dois gatos.
Algo que acontece mais vezes do que pensamos é que as pessoas procuram a letra de Wende porque há alguma palavra na música que não entendem bem e querem ter certeza do que diz.
É importante notar que Jah Prayzah, nos concertos ao vivo, nem sempre foi ou será fiel à letra da música Wende... Então é melhor se concentrar no que a música Wende diz no disco.
Esperamos ter ajudado com a letra da música Wende de Jah Prayzah.
Nesta página, você tem à disposição centenas de letras de músicas, como Wende de Jah Prayzah.